Mashoko Emuzasi
c Tariro yekumutswa kwevakafa inogona kuitawo kuti munhu ave nerugare rwemupfungwa. Verenga nyaya inoti “Pane tariro here yokuti kana mwana achiri mudumbu akafa achazomutswa?” iri muNharireyomurindi yaApril 15, 2009, pachikamu chakanzi “Mibvunzo Inobva Kuvaverengi”