RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

b MuMagwaro mashoko okuti “mutariri” uye “murume mukuru,” kana kuti “mukuru,” anonongedzera kunzvimbo imwe cheteyo (Mabasa 20:17, 28; Tito 1:5, 7, NW) “Murume mukuru” anoratidzira mavara okukura mumudzimu ouyo anogadzwa kudaro, uye “mutariri” mutoro unovapo pamwe chete mukugadzwa—kutarisira fariro dzavanhu vaye vanoronzeswa kukutarisira kwomunhu.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe