RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Somuenzaniso, vanhu veYoruba veNigeria vane chitendero chegamuchidzanwa mukuberekwazve kwomweya. Naizvozvo apo amai vanorasikirwa nomwana, kune nhamo huru asi yenhambo pfupi bedzi, nokuti rwiyo rweYoruba runoti: “Imvura inoraswa. Dende haripunzwi.” Mukuwirirana neYoruba, ikoku kunoreva kuti dende rine mvura, amai, vanogona kubereka mumwe mwana—zvichida kuberekwazve kwowafa. Zvapupu zvaJehovha hazviteveri magamuchidzanwa api naapi akavakirwa pakutenda mashura kunobva mupfungwa dzenhema dzomweya usingafi nokuberekwazve, izvo zvisina hwaro muBhaibheri.—Muparidzi 9:5, 10; Ezekieri 18:4, 20.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe