Mashoko Emuzasi
c Jehovha anoratidza kushamisika kuti hapana ari kuda kumutsigira. Zvingafungwa zvechokwadi kuva zvinoshamisa kuti anenge makore 2 000 Jesu afa, vane simba pakati pevanhu vachiri kushora kuda kwaMwari.—Pisarema 2:2-12; Isaya 59:16.