Mashoko Emuzasi
a Munyori wenhau dzakaitika kare wechiJudha Josephus, akati vaHebheru “vaidzingirirwa nengoro dzehondo 600 pamwe chete nevatasvi vemabhiza 50 000 uye varwi vaifamba netsoka vakapakata zvombo vanosvika 200 000.”—Jewish Antiquities, II, 324 [xv, 3].