Mashoko Emuzasi
b Isaya akaprofita nezvengomwa chaidzo munguva yaakararama, dzakanga dzisina zvakawanda zvadzaiita pakunamata kwevaIsraeri. Akafanotaura kuti kana dzaizoteerera, ngomwa dzaizowana “chinhu chiri nani kupfuura vanakomana nevanasikana,” dzichiwana “zita nokusingagumi” muimba yaMwari.—Isa. 56:4, 5.