Mashoko Emuzasi
c Josephus anonyora nezvezvinoitika pakati pedenho yavaRoma yokutanga paJerusarema (66 N.V.) nokuparadzwa kwaro: “Mukati mousiku dutu rinoparadzanya rakatanga; dutu guru rakapenga, mvura yakatsvotsvoma, mheni yaipenya nguva dzose, mabhanan’ana aityisa, pasi rakadengenyeka nokurira kunoitisa matsi. Ngwavaira kurudzi rwomunhu yakadeya kufananidzirwa zvakajeka nouku kuwa kwegadziriro yose yezvinhu, uye hapana munhu aigona kupanikira kuti shuramanenji dzaifananidzira ngwavaira isingaenzaniswi.”