Mashoko Emuzasi
c Imwe nyanzvi yeBhaibheri yakataura kuti: “Dzimwe nguva zvinoitika kuti munhu akakanganisa achanyanya kunzwa vaviri kana vatatu (kunyanya kana vari vanhu vakakodzerwa nokuremekedzwa) pane zvaachaita mumwe, kunyanya kana ariye munhu waakambopesana naye.”