Mashoko Emuzasi
a Kuti zvisikwa zvomudzimu zvingapesvedzerwa nokushamwaridzana kwazvo kunoratidzwa pana Zvakazarurwa 12:3, 4. Satani anorondedzerwa ipapo se“dhiragoni” yakakwanisa kushandisa simba rayo kuti iite kuti dzimwe “nyeredzi,” kana kuti vanakomana vomudzimu, vabatane nayo munzira yokupandukira.—Enzanisa naJobho 38:7.