Mashoko Emuzasi
a Maitiro apamutemo namapepa zvinosiyana munzvimbo nenzvimbo. Zvinodiwa pakurambana zvakarongwa mumagwaro apamutemo zvinofanira kunyatsoongororwa munhu asati asaina. Kana asina mhosva akasaina mapepa anoratidza kuti haasi kuramba kurambwa kwaari kuitwa, izvozvo zvinoreva kuti ari kuramba mumwe wake.—Mateu 5:37.