Mashoko Emuzasi
a Vamwe vakadzi vari kungoraramawo sechirikadzi nokuti varume vavo vakavasiya. Kunyange zvazvo kuparadzana kana kurambana kuchikonzera zvinetso zvakwo, mashoko akawanda anokurukurwa munyaya inotevera anogonawo kubatsira vakadzi mumamiriro ezvinhu aya.