Mashoko Emuzasi
a Hapasi pose pazvinobatsira kuti utamire kunyika uko basa rokuparidza rakarambidzwa kana kuti risina kusununguka. Kuita kudaro kunogona kutokuvadza vaparidzi voUmambo vari kushanda nokungwarira mumamiriro ezvinhu akadaro.