Mashoko Emuzasi
a Zvematongerwe enyika zvakatsanangurwa se“zviito zvine chokuita nokutongwa kwenyika kana kuti nharaunda, kunyanya kukurukurirana kana kuti magakava ari pakati pevanhu kana kuti pemasangano ane simba kana kuti anotarisira kuzowana simba rokutonga.”—The New Oxford Dictionary of English.