RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Bhuku rinonzi La Sagrada Escritura—Texto y comentario por profesores de la Compañía de Jesús (Rugwaro Rutsvene, Rugwaro Netsanangudzo zvakanyorwa navanaPurofesa veBoka raJesu) rinotsanangura kuti “kuvaPersia, vaMedhiya, nevaKadheya, vaMagi vaiumba boka revapristi vaikurudzira uzivi hwemashiripiti, uzivi hwenyeredzi, uye mishonga.” Kunyange zvakadaro, pakazosvika nguva yeMiddle Ages, boka revaMagi rakaenda kunoona Jesu muduku rakanga raitwa dzvene uye vapiwa mazita okuti Melchior, Gaspar, naBalthasar. Zvinonzi marangwanda avo akachengetwa mucathedral yomuCologne, muGermany.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe