Mashoko Emuzasi
a MuchiGiriki chepakutanga, shoko rakashandurwa kuti “marwadzo enhamo” chaizvoizvo rinoreva “marwadzo okubereka.” (Mateu 24:8, Kingdom Interlinear) Izvi zvinoreva kuti kufanana nemarwadzo okubereka, zvinetso zvenyika zvicharamba zvichiitika kakawanda, zviri zvikuru uye zvichivapowo kwenguva refu, zvozoguma nokutambudzika kukuru.