Mashoko Emuzasi a VaRevhi havana kupiwa nhaka muNyika Yakapikirwa kunze kwemaguta 48 akapararira muIsraeri yose.