Mashoko Emuzasi
a Kutya kwaAbrahamu kwakanga kwakanaka, nokuti mumwe mupumburu wetsanga wekare unotaura nezvomumwe Farao akatuma varume vaiva nezvombo kuti vatore mukadzi akanaka vachibva vauraya murume wacho.