Mashoko Emuzasi
a Shoko rechiGiriki rakashandurwa kuti hana parugwaro rwuno rinoreva “simba romumwoyo rokukwanisa kusarudza tsika” (The Analytical Greek Lexicon Revised, rakanyorwa naHarold K. Moulton); “kusiyanisa tsika dzakanaka nedzakaipa.”—Greek-English Lexicon, rakanyorwa naJ. H. Thayer.