Mashoko Emuzasi
a Richirondedzera tsika iyi yomunguva yekare, The Holy Bible, With an Explanatory and Critical Commentary, rakanyorwa naF. C. Cook, rinotsanangura kuti: “Kushopera nemakapu kwaiitwa nokukanda ndarama, sirivha, kana zvimwe zvinokosha, mumvura, uye kwava kuongorora kuti zvinenge zvava kutaridzika sei; kana kuti kwaiitwa nokungotarisa mumvura sokunge uri kutarira pagirazi.” Mumwe anotaurawo mashoko nezveBhaibheri anonzi Christopher Wordsworth anoti: “Dzimwe nguva kapu yacho yaizadzwa nemvura, uye mhinduro yaipiwa nokubuda kwomufananidzo waikonzerwa nezuva rinenge rakateya mumvura yainge iri mukapu yacho.”