Mashoko Emuzasi
a Panguva iyoyo, chikamu chokumabvazuva chechitsuwa chacho chakanga chakakamurwa kuva Papua kumaodzanyemba uye New Guinea kuchamhembe. Mazuva ano, chikamu chokumadokero chechitsuwa ichi chinonzi Papua ndecheIndonesia, uye chikamu chokumabvazuva chinonzi Papua New Guinea.