Mashoko Emuzasi a Kana uri kuverenga nomwana, dheshi iyi inokuyeuchidza kuti umbomira wokurudzira mwana kuti ataure zvaanofunga.