Mashoko Emuzasi a Ndima dziri pedyo dzinoratidza kuti pakutanga Jakobho aifunga nezvevarume vakuru, kana kuti “vadzidzisi,” veungano. (Jak. 3:1) Zvechokwadi varume ava vanofanira kuva mienzaniso yakanaka pakuratidza uchenjeri hwaMwari, asi tose zvedu tinogona kudzidza pazano rake.