Mashoko Emuzasi
a Kana munyori weungano angoziva chete kuti pane hama kana kuti hanzvadzi yomuungano yava kugara kumusha unotarisira vakwegura kune imwe nharaunda, zvingabatsira uye kuti kungava kuratidza rudo kuti akurumidze kuudza vakuru vomuungano yomunharaunda iyoyo.