Mashoko Emuzasi c Izvi zvinoreva here kuti vanhu vose vakarega kudzidza kana kuti kuwadzana nevanhu vaJehovha vanoraswa nengirozi vachinzi havana kukodzera? Aiwa! Kana munhu achida kudzoka kuna Jehovha nomwoyo wose, anogamuchirwa nemaoko maviri.—Mar. 3:7.