Mashoko Emuzasi
a Zvichiteerera murayiro waJesu uri pana Mateu 28:19, 20, Zvapupu zvaJehovha zvinopfuura mamiriyoni manomwe zviri munyika 236 zvinopedza maawa anenge bhiriyoni imwe chete nehafu gore negore zvichidzidzisa vanhu nezvechinangwa chaMwari chakanaka chaachaita panyika.