Mashoko Emuzasi
a “Mamwe makwai” aJesu haakwanisi kuva vanakomana vaMwari kusvikira kutonga kwemakore ane chiuru kwapera. Zvisinei, sezvo vakazvitsaurira kuna Mwari, vanogona kumuti “Baba,” uye hapana chakaipa kuti vanzi vari mumhuri yaJehovha yevanamati.—Joh. 10:16; Isa. 64:8; Mat. 6:9; Zvak. 20:5.