RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

c Nhoroondo yacho inotaura mienzaniso miviri inoratidza kuzvidza kwavaiita. Chokutanga, Mutemo waitaura kuti inhindi dzipi dzechibayiro dzaifanira kudyiwa nevapristi. (Dheuteronomio 18:3) Asi patebhenekeri, vapristi vakaipa vakanga vatanga tsika yakaipa kwazvo. Vaiita kuti vashandi vavo vabaye mugate raibikirwa nyama neziforogo, votora chero nhindi yakanaka yaibudamo. Uyezve, vanhu pavaiunza zvibayiro zvavo kuti zvizopiwa paatari, vapristi vakaipa vaiita kuti mushandi atyisidzire munhu akanga auya kuzopa chibayiro chake, vomuti vanoda nyama mbishi mafuta echibayiro asati atombopisirwa Jehovha.—Revhitiko 3:3-5; 1 Samueri 2:13-17.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe