Mashoko Emuzasi
c Zviri pachena kutiMafashamo, akakonzerwa naMwari, akaparadza zvose zvaizoita kuti tizive paiva nemunda weEdheni. Ezekieri 31:18 inopa pfungwa yokuti pakazosvika zana remakore rechinomwe B.C.E., “miti yomuEdheni” yakanga yatova nenguva isisipo. Saka vose vaya vakazenge vachiri kutsvaka munda weEdheni vakanga vakarasika.