Mashoko Emuzasi
e Kana mamwe mapfupa akavhunika haakwanisi kupora. Asi chinoshamisa ndechokuti kana dziri mbabvu, vezvesayenzi mazuva ano vakaona kuti dzinokwanisa kupora kana kuri kuti haina kuita zvokuvhunikira pajoini chaipo.