Mashoko Emuzasi
a Mazuva iwayo, nemhaka yokusakwanisa kunyorerana nedzimbahwe redu, hama dzaigadzirisa nyaya dzine chokuita nokupindira mune zvematongerwo enyika nepadzaigonawo napo. Ndosaka vanhu vaibata zvakasiyana siyana munhu anenge atadza panyaya dzakadai.