Mashoko Emuzasi
a Shoko rokuti “rudzikinuro” rashandiswa pano rinoreva “kubhadhara.” (Jobho 33:24) Panyaya yaJobho, rudzikinuro rwaigona kunge rwuri chibayiro chemhuka, chaizogamuchirwa naMwari kuti chibhadhare kana kuti chiyananise mhosva yaJobho.—Jobho 1:5.