Mashoko Emuzasi
c Maererano nerimwe bhuku renyanzvi, shoko rechiHebheru rakashandurwa kuti “namatira” pana Genesisi 2:24 rinogona ‘kuva nepfungwa yokuti kwati kwati pane mumwe munhu nokuti unomuda uye wakavimbika kwaari.’