Mashoko Emuzasi
c Izvi zvakaitika pakaguma mukana wemakore matatu nehafu wakanga wapiwa vaJudha kuti vave vamwe vaizoumba rudzi rutsva rwaMwari. Izvi zvakagara zvataurwa nouprofita hune chokuita nevhiki 70 dzinoenderana nemakore 490.—Dhan. 9:27.