Mashoko Emuzasi
d Chivakashure chomutauro wechiGiriki chinoshandurwa kuti “womumunda” pana VaRoma 11:14 chinobva pashoko rinoreva kuti “wakanaka, kana kuti wakanakisisa” kana kuti “wakanyatsokodzera chinangwa chawo.” Chinowanzoshandiswa pazvinhu zvinozadzisa chinangwa chazvakaitirwa.