Mashoko Emuzasi
a Zvinofadza kuti Bhaibheri rinoti pasi redu idenderedzwa, uye ndiwo mashandurirwo anoitwa shoko rechiHebheru pano. Aristotle nevamwe vaGiriki vekare vakataura kuti pasi rakaita denderedzwa, asi kwezviuru zvemakore vanhu vakanga vachiri kuitirana nharo papfungwa iyi.