Mashoko Emuzasi
a Vatungamiriri vakawanda vevaJudha vainyatsotevedza Mutemo waMosesi, asi pakasvika Mesiya, vakatadza kumuziva. Havana kufambirana nechinangwa chaMwari.