Mashoko Emuzasi
c Umambo Hwechipiri hweBhabhironi hwakatanga pakatanga kutonga baba vaNebhukadhinezari, Nabopolassar, uye hwakaguma nokutonga kwaNabhonidhasi. Nguva iyi inofarirwa nenyanzvi nokuti ndiyo ine chikamu chikuru chemakore 70 okuva dongo kweJerusarema.