Mashoko Emuzasi
a Ngano yevaGiriki inoti Gordius uyo akatanga kuita kuti pave neGordium, guta guru rePhrygia, aiva nengoro yakanga yakasungirirwa padanda nepfundo rainetsa kusunungura iro raizogonekwa chete nemunhu aizokunda Asia.