Mashoko Emuzasi
a Bhuku rinonzi Insight on the Scriptures rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha rinotsanangura kuti: “Munhu paaiona chiratidzo chinobva kuna Mwari asingaiti zvokurota, aisazvikanganwa nokuti zvinenge zvaitika akamuka. Aigona kuzozvirondedzera kana kuzvinyora nemashoko ake.”