Mashoko Emuzasi
a Mumashoko okusuma eBhaibheri rake, Webster akanyora kuti: “Pose apo mashoko anonzwisiswa zvakasiyana nezvaaireva paakatanga kushandiswa uye zvakasiyana nezvaanoreva mumitauro yepakutanga, anenge asingaratidzi muverengi zviri muShoko raMwari.”