Mashoko Emuzasi
a Zvapupu zvaJehovha zvinobudisa mabhuku akawanda nemabhurocha anogona kukubatsira kuti udzamise pfungwa dzako paunenge uchidzidza Bhaibheri. Kuti unzwe zvakawanda, taura neZvapupu zvaJehovha zviri kwaunogara kana kuti nyorera vabudisi vemagazini ino.