Mashoko Emuzasi a MuBhaibheri, nhamba gumi inowanzomirira boka rakakwana, saka pano inomirira umambo hwose hwakabuda mune hweRoma.