Mashoko Emuzasi
c Dhanieri akagara aona kuparadza kwakaipa kwaizoitwa namambo uyu muhondo iyoyo, zvokuti akanyora kuti: “Achaparadza nenzira inoshamisa [yakaipa].” (Dhan. 8:24) Somuenzaniso, United States yakadonhedzera mabhomba maviri enyukireya pamuvengi weumambo hwenyika mbiri idzi, ikakonzera kuparara kusingaiti.