RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

d Bhoazi akapa Rute zviyero zvitanhatu zvisina hazvo kutaurwa kuti zvairema zvakadini. Zviyero izvi zvingangodaro zvaimiririra kuti mazuva aRute okushanda nesimba akanga ava kuzopera nokuti aizowana ‘zororo’ kana aroorwa uye ava nemba yakewo, kungofanana nekuzorora kwaiita vanhu paSabata mushure mokushanda mazuva matanhatu. Asiwo zviyero zvitanhatu, zvingadaro zvaipimwa nefoshoro, zvinogona kunge zvirizvo chete zvaigona kutakurwa naRute.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe