Mashoko Emuzasi
b Nyanzvi dziya dzinoti Judhasi idhimoni muchinyorwa chacho uye kuti ainzwisisa Jesu zviri nani kupfuura vamwe vadzidzi, dzinoti izvi zvakafanana nematauriro akaita madhimoni anotaurwa nezvawo munhoroondo dzeEvhangeri dziri muBhaibheri ayo akataura zvakarurama kuti Jesu aiva ani.—Mako 3:11; 5:7.