Mashoko Emuzasi
a Chokwadi hatidi kushandisa zano reBhaibheri kumanikidza vamwe kuita zvimwe zvinhu kana kuti kuvapa mhosva. Tinofanira kuitira mudzidzi weBhaibheri mwoyo murefu uye mutsa sezvatinoitirwawo naJehovha.—Pis. 103:8.