Mashoko Emuzasi
b Zvakadini kana uchiyeuka mashoko anokosha endima yacho asi wakanganwa bhuku racho, chitsauko, uye ndima? Ungangowana rugwaro rwacho nokutsvaka mashoko iwayo muindekisi iri kumucheto kweBhaibheri, muWatchtower Library, kana kuti mukonikodhenzi yeNew World Translation.