Mashoko Emuzasi
a Nyanzvi dzakawanda dzinobvuma kuti maererano noMutemo, munhu aipara mhosva aiurayiwa asati aturikwa padanda. Zvisinei, pane uchapupu hwokuti pakazosvika nguva yevaKristu, vamwe vanhu vaipara mhosva vairovererwa vari vapenyu nevaJudha vozofira padanda.