Mashoko Emuzasi
a Chirwere cheLaurence-Moon-Bardet-Biedl chakatumidzwa zita iri kubva pamazita avanachiremba vana vakatanga kuziva nezvacho uye munhu anova nechirwere ichi kana baba namai vaine majini anochikonzera. Mazuva ano chinonyanya kuzivikanwa seBardet-Biedl. Hachirapiki.