Mashoko Emuzasi
a Munguva dzekare, zvokunyorera zvainetsa kuwana uye zvaidhura. Saka zvainge zvakajairika kuti vanhu vadzime mashoko ainge akanyorwa pamipumburu, vonyora mamwe. Mipumburu yakadaro inonzi mapalimpsest muchirungu, rinova shoko rakabva mune rechiGiriki rinoreva kuti “kudzimwa zvakare.”